Manamike

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Manamike izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tawanda Manamike, Ndomupei Manamike; Chiedza Manamike; Tineyi Manamike.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Nyakyusa vanoti inamika (turn something upside down) - kupidigura. Mamwe mazwi: inamiike (tr. bend) kureva kugonyesa.
  • Kikongo vanoti mana (v.t. to perfect, finish, stop, consume, spend, exhaust, bring to an end).
  • Bavili vanoti namë (v. to stick). Mamwe mazwi: namikë (v. to stick to) kureva kuita chiname.
  • Chimbalazi vanoti manaamke (n. girl) kureva musikana.