Makua

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaMakua)

Makua kana Makhuwa mutauro unowanikwa kuMozambique uri mugola remitauro yeBantu.

Mazwi Anotodzana neShona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Makua inoti ikuo (cloth, clothes), VaShona vachiti nguo.
  • Makua inoti makura (oil, fat), VaShona vachiti mafuta.
  • Makua inoti ikoma (drum), VaShona vachiti ngoma.
  • Makua inoti mtu (a person), VaShona vachiti munhu.
  • Makua inoti mshamiro (pillow), VaShona vachiti mutsamiro.
  • Makua inoti ulili (bedstead), VaShona vachiti uriri.
  • Makua inoti inui (bee), VaShona vachiti nyuchi.
  • Makua inoti mtembo (bier), VaShona vachiti hwanyadza. Kune izwi rokuti kutembedzana.
  • Makua inoti uwawa (bitterness), VaShona vachiti kuvava.
  • Makua inoti mapele (breasts), VaShona vachiti mazamu.
  • Makua inoti makala (coal, charcoal, cinders), VaShona vachiti makara.
  • Makua inoti mwene kana mamwene (chief, king), VaShona vachiti ishe.
  • Makua inoti ntoche (cotton), VaShona vachiti donje.
  • Makua inoti imwene (dominion, kingdom), VaShona vachiti hushe – kana musha.
  • Makua inoti mavi (excrement), VaShona vachiti tsvina.
  • Makua inoti moro (fire), VaShona vachiti moto.
  • Makua inoti inama (flesh), VaShona vachiti nyama.
  • Makua inoti ituva (flower), VaShona vachiti ruva.
  • Makua inoti nyao (foot), VaShona vachiti tsoka kana nyawo.
  • Makua inoti Mluku (God), VaShona vachiti Mwari.
  • Makua inoti indarama (gold), VaShona vachiti ndarama.
  • Makua inoti mpira (rubber), VaShona vachiti mupira.
  • Makua inoti mrima (heart, mind, soul), VaShona vachiti hana kana pfungwa.
  • Makua inoti manyi (mother), VaShona vachiti amai.
  • Makua inoti singano (needle), VaShona vachiti tsingano.
  • Makua inoti ikwari (partridge), VaShona vachiti chikwari.
  • Makua inoti nchia (pigeon), VaShona vachiti njiva.
  • Makua inoti chinji (many), kureva zhinji.
  • Makua inoti ikuluwe (pig), VaShona vachiti nguruve.
  • Makua inoti imbeyu (plant), VaShona vachiti dzinde.
  • Makua inoti mwenene (owner, possesor), VaShona vachiti mwene.
  • Makua inoti mhaku (property, possessions, riches), VaShona vachiti pfuma.
  • Makua inoti mtumba (pumpkins – when used to carry liquids). VaShona vane izwi rokuti mutumba.
  • Makua inoti mkoi (rope). Kune zita remhuri reShona rinonzi Mukoyi.
  • Makua inoti mbeyu (seed), VaShona vachiti mbeu.
  • Makua inoti mlamu (brother-in-law; sister-in-law), VaShona vachiti muramu.
  • Makua inoti nchipo (song), VaShona vachiti chimbo kana rwiyo.
  • Makua inoti mleto (stranger), VaShona vachiti varwendo.
  • Makua inoti mtoti (tailor), VaShona vachiti nguo.
  • Makua inoti nlimi (tongue), VaShona vachiti rurimi.
  • Makua inoti nchiya kana machiya (turtle dove), VaShona vachiti njiva.
  • Makua inoti mkwiri (witch), VaShona vachiti muroyi.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Makua inoti mchinga (beehive), VaShona vachiti mukoko.
  • Makua inoti inkala (crab), VaShona vachiti gakanje.
  • Makua inoti ntia kana matia (lake), VaShona vachiti nyanza.
  • Makua inoti karamu (lion), VaShona vachiti shumba.
  • Makua inoti mkate (bread), VaShona vachiti chingwa.
  • Makua inoti makova (husk), VaShona vachiti butu.
  • Makua inoti ichipara (Mould).
  • Makua inoti irungu (phantom), VaShona vachiti chipoko.
  • Makua inoti mashi (sap, juice).
  • Makua inoti mhava (sand), VaShona vachiti jecha.
  • Makua inoti maronda (trade), VaShona vachiti hushavi.
  • Makua inoti kapa (tortoise), VaShona vachiti hamba.
  • Makua inoti mhina (inside, within), VaShona vachiti mukati kana kukati.
  • Makua inoti chinene (abundantly).
  • Makua inoti ulela (train up), VaShona vachiti kurera mwana.

[1] [2]

  1. "Archive copy". Archived from the original on 2021-04-23. Retrieved 2018-08-26. 
  2. https://openaccess.leidenuniv.nl/bitstream/handle/1887/13845/Chapter%202.pdf?sequence=5