Donje

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
CottonPlant.JPG

Donje (cotton in English) idzinde rinorimwa richishandiswa kugadzira shinda dzinorukiswa machira. Mhodzi dzacho dzinoshandiswa kugadzira mafuta; chikafu chezvipfuyo nezvimwewo.