Kutembedzana

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kutembedzana zvireva kutakura chinhu chakasungira pachitanda chakabatwa nevanhu vaviri vanoti mumwe nomumwe kudivi rake.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMakua vanoti mtembo (bier), VaShona vachiti hwanyadza.
  • VaLenje vanoti mutembo (pole used by two men carrying a load between them).
  • VaMambwe vanoti mutembo (to carry a load on a pole) vachireva kutemba kana kutembedzana.
  • Mang'anja vanoti kutemba (to carry on a pole between two) vachireva kutembedzana.
  • Mang'anja vanoti kutembeta (to carry suspended on a pole between two) vachireva kutembedzana.