Mukoyi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mukoyi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Rimwe zita tiri pasto rinnovi Rugoyi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLomwe vanoti mukoyi (rope) kureva tambo.
  • Mururimi rweLuwanga vanoti omukoye (rope; string; tape; cord; belt; etc).
  • VaMakua vanoti mkoi (rope) kureva tambo.
  • VaNyakyusa vanoti ulugoje (rope) kureva tambo.