Bemba
(Redirected from VaBemba)
Jump to navigation
Jump to search
Bemba mutauro weBantu unowanikwa kuZambia.
Mazwi Anotodza Shona[chinja | edit source]
- VaBemba vanoti uku-lia (to eat) kureva: kudya.
- VaBemba vanoti uku-nwa (to drink) kureva: kunwa.
- VaBemba vanoti ukw-umfwa (to feel) kureva: kunzwa.
- VaBemba vanoti uku-ya (to go) kureva: kuza.
- VaBemba vanoti uku-belenga (to read) kureva: kuverenga.
- VaBemba vanoti ukw-ipika (to cook) kureva: kubika.
- VaBemba vanoti ukw-icala (to sit) kureva: kugara.
- VaBemba vanoti mubiye (friend) kureva: shamwari.
- VaBemba vanoti ukw-enda (to walk, to travel) kureva: kuenda.
- VaBemba vanoti uku-lisha (to play an instrument) kureva: kuridza.
- VaBemba vanoti uku-temwa (to like) kureva: kuda.
- VaBemba vanoti uku-washa (to wash) kureva: kuwacha.
- VaBemba vanoti uku-panga (to make) kureva: kupanga kana kugadzira.
- VaBemba vanoti uku-longa (to pack) kureva: kuronga.
- VaBemba vanoti ndalama (cash, money) kureva: mari.
- VaBemba vanoti ndeke (aeroplane) kureva: ndege.
- VaBemba vanoti ngulube (wild pig) kureva: nguruve.
- VaBemba vanoti insala (hungry) kureva: nzara.
- VaBemba vanoti nama (meat, animal, beast) kureva: nyama kana mhuka.
- VaBemba vanoti ukulwala (sick) kureva: kurwara.
- VaBemba vanoti ubowa (mushroom) kureva: hohwa.
- VaBemba vanoti icimbushu (toilet) kureva: chimbuzi.
- VaBemba vanoti uku lemba (to write) kureva: kunemba kana kunyora.
- VaBemba vanoti icilembelo (pen or pencil) kureva: peni kana penzura.
- VaBemba vanoti uku-samba (to bath) kureva: kushamba.
- VaBemba vanoti uku-lima (to farm) kureva: kurima.
- VaBemba vanoti uku-shana (to dance) kureva: kudzana.
Mamwe Mazwi[chinja | edit source]
- VaBemba vanoti muli shaani (how are you) kureva: muri sei?.
- VaBemba vanoti mwabombashaani (How has work been?) kureva: kubasa kuri sei. Rangarirai izwi rokuti kuomba rinoreva kushanda kumimwe mitauro yeChiBantu.
- VaBemba vanoti mwende bwino (go well) kureva: mufambe zvakanaka.
- VaBemba vanoti mwafuma kwisa (Where have you come from) kureva: mabva kupi?.
- VaBemba vanoti uku-bomba (to work) kureva: kushanda. Apa b anodudzwa sokunge akabatanidzwa na w na v.
- VaBemba vanoti bwino (Well).
- VaBemba vanoti icola (bag) kureva: bhegi.
- VaBemba vanoti uku-tapa (to fetch water) kureva: kuteka mvura.
- VaBemba vanoti imbalala (groundnuts) kureva: nzungu.
- VaBemba vanoti amenshi (Water) kureva: mvura.
- VaBemba vanoti ukunaka (tired) kureva: kuneta.
- VaBemba vanoti ubu-landa (sad) kureva: kutsamwa.