Kuza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Izwi rokuti kuza rinowanikwa kuChiShona chakare richireva kuuya.

Mazita anoumbwa pakuti kuza anosanganisira: Muza; Muzamhindo; Muzanenhamo; Muzanebanga; Muzanarwo; Muzanagwo naChaza.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Garwe haridyi chebamba, charo chinoza neronga.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaRundi vanoti kuzanira (to bring to, for) vachireva kuunzira. VaRundi vanoti kuzana (to bring with) vachireva kuuya necharehwa.
  • VaRundi vanoti kuzanana (to bring with one, to come together) kureva kuungana pamwe. VaNyoro vanoti -izire kana izirire (come for, come upon).
  • VaNyungwe neGiryama vanoti kudza (advent, to come). Sokuti kudza kwa nganya (advent of so-and-so).
  • VaKongo neVaZigula vanoti kwiza (to come) vachireva kuuya. VaTeke vanoti uya (v, to come) kureva kuuya.