Kushamba

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kushamba kana kusamba (to bathe, to wash) zvinoreva kugeza muviri kana nhengo yemuviri.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaFwe vanoti kushamba (bathing) kureva kushamba.
  • Baila vanoti kusamba (to bathe, wash) kureva kushamba.
  • VaLenje vanoti chisambilo (washing place) kureva nzvimbo yekugezera.