Kutsvaira

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kutsvaira (sweeping with broom) zvinoreva kuchenesa pasi uchishandisa mutsvairo.

Mitauro yeChiBantu[chinja | edit source]

  • VaYao vanoti kupyajila (to sweep with broom) vachireva kutsvaira.
  • Vatauri veLuvale vanoti kukomba (sweep or clean) kureva kutsvaira kana kuchenesa.
  • Vatauri veOshindonga vanoti komba (sweep) kureva kutsvaira. Kombayi mazita emhuri.
  • Vatauri veHerero vanoti otyikombo (broom) kureva mutsvairo.