Kuguta

Kubva Wikipedia

Kuguta (to be full - of food, contended, satiated, satisfied) zvinodudza kuti munhu adya akakwanirwa nezvaadya, akasara asina nzara, uye asina kuzvimbirwa.

  • Kugutsa (to satisfy, to satiate).
  • Kugutisa (to be too full, cause to be full).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaLenje vanoti kuta (to have enough of, be satisfied, contended, grateful) vachireva kuguta.
  • VaLenje vanoti kutishya (causative. be enough of, satisfy, content) vachireva kugutisa.