Svetuka kuchirochemo

Muvakidzani

Kubva Wikipedia

Muvakidzani (neighbour) zvinotaura vanhu vanogara pamhatso kana misha iri pedyo napedyo kungava kudhorobha kana kumaruwa. Vamwe vatauri vanoti mubanze. Kumaruwa vabanze vanosangana pabanze rimwero.

  • Banze (Meeting-place of men of a village). Pakuwanda toti mabanze.
  • Mubanze kana mubanzi (neighbour; one living in a neighbourhood).

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Vavakidzani vanobatsirana panguva yenhamo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Xilenge inoti banza (n. fire around which men sit) kureva banze. IsiNdebele inoti umakhelwane (n. neighbour).
  • Lenje inoti mwansi (one of same village, friend, neighbor). Xhosa inoti makhelwana (n. neighbour).
  • Kikongo vanoti mbanza (city; metropolis). VaMbugwe vanoti pendo (n. neighbour).
  • Hadiyya inoti amba (n. vicinity, village, settlement, neighborhood). Mamwe mazwi: ambi (n. neighbor). Amba'a (n. village; surrounding area).