Makunde

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Makunde izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veLunda vanoti mkunde kana mikunde ( bean plant - Phaseolus vulgaris).
  • Vatauri veKidawida vanoti ngunde (n. beans) kureva bhinzi.
  • Vatauri veLunda vanoti makunde anzena (lunda beans).
  • Vatauri veOshindonga vanoti Omakunde (beans) kureva bhinzi.
  • VaDigo vanoti kunde (cowpea, black-eyed bean) kureva bhinzi rine kadoo katema.
  • VaNgala vanoti nkunde (n. beans) kureva bhinzi.
  • VaGiryama vanoti k'unde (small reddish beans) kureva bhinzi tsvuku.