Svetuka kuchirochemo

Tateguru

Kubva Wikipedia

Tateguru kana teteguru (Ancestor; male ancestor) zvinoreva sekuru kana mukare wechirume wedzinza rako.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Oshindonga vanoti tate kureva baba. Swahili neZigula vanoti mkale kana wakale (ancestor, forebear, ancient).
  • Sangho vanoti kotara (n. ancestor) kureva tateguru. Nyaneka vanoti tate (n. father) kureva baba.
  • Luganda vanoti mujjajja (n. ancestor) kureva tateguru. Mamwe mazwi: obuzaale kana obutaka (n. ancestor).
  • Lunyoro vanoti isenkuru (male ancestor, forebear). Lunyoro vanoti nyinenkuru (female ancestor, forebear).
  • Oshindonga vanoti tatekulu (grandfather) kureva sekuru. Kwanyama inoti tatekulu (n. grandfather) kureva sekuru.
  • Iton vanoti . mڮ-mònì kana bè-bònì (n. ancestor/s) kureva tateguru. Mamwe mazwi: boni (v. create, found, beget). E-bòní (n. origin).
  • Kikongo vanoti mbuta (patriarch; one who is older; an elder; senior; superior; chief; headman; manager; an adult) kureva mukuru.
  • Kikongo inoti mbuta (patriarch) kureva zibaba guru. Mamwe mazwi: kitata kana kise (paternity) kureva hubaba.