Dholuo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuLuo)

Dholuo mutauro unowanikwa kuKenya neTanzania.

  • VaLuo vanoti nyathi (n. child) kureva mwana.
  • Luo inoti ndawa (n. cigarette) kureva mudzanga wefodya.
  • Luo inoti dhano (n. a human being) kureva munhu.
  • Luo inoti nyamin (n. sister) kureva sisi.
  • Luo inoti ndara (n. road) kureva nzira.
  • Luo inoti nyako (n. girl, lady) kureva musikana kana munhukadzi.
  • Luo inoti mbiru (n. a brewing pot) kureva hari yekubira doro.
  • Luo inoti rombo (n. sheep) kureva hwayi.
  • Luo inoti mbaka (n. conversation).
  • Luo inoti bando (n. maize) kureva chibage.
  • Luo inoti dala (n. homestead, home) kureva musha. Sokuti: Dala Otieno (Otieno's home).
  • Luo inoti dhako (n. woman) kureva mukadzi.
  • Luo inoti lowo (n. land, soil, earth.) kureva ivhu.
  • Luo inoti Nyasaye (n. God) kureva Mwari.
  • Luo inoti pi (n. water) kureva mvura.
  • Luo inoti tung’ (n. horn) kureva nyanga.
  • Luo inoti wat (n. relation, kin) kureva hama.
  • Luo inoti wendo (n. visitor/a guest) kureva muenzi. Chewa vanoti arendo.
  • Luo inoti wuoro (n. father, fatherhood) kureva baba.
  • Luo inoti kendo (to marry; again; fire place).
  • Luo inoti osuri (n. pinnacle) kureva chisuvi.
  • Luo inoti galambewa kana gama (n. eaves) kureva muberere.
  • Luo inoti kibwe (n. fox) kureva mboi.
  • Luo inoti fuko (n. mole) kureva nhuta.
  • Luo inoti mbidhi (n. warthog) kureva njiri.
  • Luo inoti mapera (n. guavas) kureva magwavha.
  • Luo inoti mnanas (n. pineapple) kureva chinanazi.
  • Luo inoti maembe (n. mangoes) kureva mango.
  • Luo inoti bungu (n. bush) kureva sango.
  • Luo inoti nyaburi (n. hen) kureva tseketsa.
  • Luo inoti soko (n. well) kureva tsime.

Marudzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Luo inoti Ja Luhya (n. a Luhya) kureva MuLuhya.
  • Luo vanoti Ja Zambia (n. a Zambian) kureva MuZambia.
  • Luo inoti Ja Somalia (n. a Somalian) kureva MuSomali.

Mativi eNyika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Luo inoti masawa kana nyandwat (n. North) kureva maodzanyemba.
  • Luo inoti ugwe (n. East) kureva mabvazuva.
  • Luo inoti milambo (n. South) kureva chamhembe.
  • Luo inoti yimbo (n. West) kureva madokero.