Sisi
Jump to navigation
Jump to search
Shoko rokuti sisi (sister) rinoreva munhu wechikadzi akazvarwa nababa kana amai vako. Shoko iri rinonyanya kushandiswa kana munhukadzi uyu ari mukuru kwauri.
- Sisi rinotaurazve munhukadzi akazvarwa nemukoma kana munin'ina waamai vako - apa mukoma kana munin'ina waamai ari kurehwa anenge ari munhukadzi.
- Sisi rinotaurazve munhukadzi akazvarwa nemukoma kana munin'ina wababa vako - apa mukoma kana munin'ina wababa ari kurehwa anenge ari munhurume.
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- VaWabo vanoti mbaali (sister, brother) kureva mwananyina angava munhukadzi kana munhurume.
- VaNyakyusa vanoti dada (n. sister) kureva sisi.