Tsime
Jump to navigation
Jump to search
Tsime igomba rakacherwa richidzika pasi kudzamara rabata pane mvura. Matsime anocherwa kuchitsvakwa mvura yekunwa yevanhu kana yezvipfuwo uye kuwana mvura yekudiridza zvirimwa.
Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]
- Mutsika zhinji tsime mucherechedzo wetariro nehupenyu.
- Nhundiramutsime uyu munhu anoita zvisina kukwana angafananidzwa neuyo anotundira mutsime.
- Makwai makadzi manomwe aya unozoatora kubva munyara yangu kuti aite chapupu kwendiri, kuti ndini ndakatsa ichi chinyuka. Accept these seven lambs from my hand as a witness that I dug this well. (Genesis 21:30 Bhaibheri reChiNdau).
Mamwe Mazwi[chinja | edit source]
- chimhu (ideophone of Drawing water).
- Kuchimhuka (Be, or be able to be, drawn - of water).
- Kuchimhura (Draw water). apa zvichireva kuchera mvura.
- Isaka wakatsazve zvinyuka zvemvura, izvo zvaiya zvakatsiwa ngemazuva aAbrahama baba ake: Isaac reopened the wells which had been dug during the lifetime of Abraham his father. (Genesis 26:18, Bhaibheri reChiNdau).