Mango fruit
Mango muchero wepamba unowanikwa muZimbabwe, uri muchero wakabva kuchamhembe kweAsia.
- VaMambwe vanoti yembe (fruit of the mango tree) kureva mango.
- VaEmbu vanoti muembe (mango tree) kureva mumango. Mamwe mazwi: maembe (n. mango fruit) kureva muchero wemango.
- VaZigula vanoti chamazoya (n. mango - with lots of fibers in the fruit) kureva mango ine tseta zhinji.