Svetuka kuchirochemo

Nhuta

Kubva Wikipedia

Nhuta kana dumunyu (mole in English) imhuka iri mumhuri yemakonzo inowanikwa musango. Vamwe vanoti nhukusa, nhukutsa kana funzi.

  • Kututa (to work out soil as a mole) zvinoreva kufukura kubuda muvhu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti umthuku (1. Mole. 2. Mole-coloured beast.) vachireva nhuta.
  • MaZulu vanoti Imvukusi (n. Mole) vachireva nhuta.