Mabayo

Kubva Wikipedia

Mabayo (stiches in ribcage - English, Side pains) zvinoreva chiitiko chokunge munhu achinzwa kunge anobayiwa mumbabvu asi pasina chaicho chiri kumubaya.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaTonga vanoti kutungwa (v. to have stabbing pain in the side; to be stabbed).