Kubvundura
Mataridziko
Kubvundura (to stir, to disturb sediment) zvinoreva kusimudza mabvundu akagadzikana mumvura.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaMambwe vanoti mvundu (dregs, sediment that settles down when liquid becomes clear) kureva mabvundu.
- VaWabo vanoti ovundura (stir) kureva kubvondora. VaChewa vanoti bvundula (stir up), kureva kubvundura kana kubvondora.
- MaZulu vanoti vundulula (Upturn, bring to the surface) kureva kubvundura. Sokuti: ukuvundulula umhlabathi (to tum over the soil).
- Nsenga vanoti vundula (v. stir - food etc).