Chembere

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chembere zvinoreva munhukadzi asharuka zvikurusei uyo asvika pamakore ekuguma ura - asisabereki vana. Vamwe vangati makore 60 kana kudarika ndiko kuchembera.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Ziriwo rechembere ziramba waravira. An old woman's relish is refused (only) after tasting.
  • Chembere mukadzi hazvienzane nekurara mugota.
  • Mhanje isina mwana hainzi ichembere. A barren woman should not be considered as an old one.
  • Chiro irombo kuroora mbuya ikazvara. It is sheer luck to marry an old woman who happens to bear a child.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweYao vanoti mjembele (a woman who has borne children) kureva mukadzi akazvara vana.
  • Mururimi rweLenje vanoti kuchembela (Be old, worn out).
  • VaFwe vanoti mucembere (old woman) kureva muchembere.