Mukwati

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mukwati izita remhuri muZimbabwe.

  • Kukwata zvinoreva kudedera nokutya.
  • Kukwata zvinoreva tsika yekudya mudzimba dzevamwe usina kukokwa.

Zvakare Mukwati raive gamba rakarwa Hondo yeChimurenga yeKutanga.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti mkwati (bridegroom) rinotaurwa muwani. Mamwe Mazwi: kwatiwa (to marry; used of women only) kureva kuroorwa.
  • VaTonga neChewa vanoti kwata (to marry; to copulate with) zvichireva kuroora. Mamwe Mazwi: mkwato (marriage) rinotaurwa mururimi rweChewa.
  • Barotse vanoti likwata kana makwata (habit of marrying frequentily).