Munya

From Wikipedia
(Redirected from Muradzwa)
Jump to navigation Jump to search

Munya kana maradzwa zvinoreva chokudya chakasara chikarara chisina kudyiwa.

  • Chirungurira ndechowadya maradzwal chowerinopisa isvoto. Indigestion attacks the one who has eaten left-overs but the one who has eaten hot food feels nausea.
  • Chirungurira ngechowadyamunyal cheungopisa masvoto. Indigestion attacks the one who has eaten left overs, nausea the one who has eaten hot food.