Chadhi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChad)
Rudhende rwe Chadhi
National motto: Unité - Travail - Progrès

Chadhi (kureva Chad; Ara: تشاد Tšād; Fur: Tchad) kana Tshadhi, uye akan sepachihofisi ichinzi Rudhende rwe Chadhi, inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumaodzanyemba kwe Afurika. Nyika dzakaikomberedza dzinosanganisa: Sudhani kumabvazuva, Rudhende rwe Afurika Yepakati kuchamhembe, Kameruni ne Naijeriya kuchamhembe kwakadziva kumadokero uye Nayizhe kumadokero.

Chadhi yakapatsanuka kuita matunhu mana anoti: gwenga riri kumaodzanyemba; nzvimbo isina mvura ye Saheru iri pakati penyika; nenzvimbo yemiti nesora iri kuchamhembe. Nyanza Chadhi panova ndipo panobva zita renyika iyi ndiyo yechipiri pakukura kwematoro muAfrica.

Gutaguru reChadhi rinonzi N'Djamena uye ndiro guru kupinda mamwe maguta. Nyika ye Chadhi ine marudzi nendimi dzinotaurwa dzinodarika 200. Mitauro yechihofisi inosanganisa Chiarabhu neChifurenji, uye ruzhinji rwe vanhu vanotenda Chiyisalama ne Chikristu.

Vanhu vekuChadhi vanonzi Vachadhi uye munhumumwe anonzi Muchadhi/Mchadhi.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze