Svetuka kuchirochemo

Uyisalama

Kubva Wikipedia
zita ra Allah muChiarabhu

Uyisalama kana Chiisalama (kureva Islam; Chiarabhu: ۘالِإسلَام, al-ʾIslām, kureva  "Submission [to God]") chinamato cheUabarahama chinotenda Mwari mumwechete chinoringirisa Kurani pachimotsi, rugwaro rwe chinamato rwe Vasalama runonzi ishoko raMwari (wavanoti Allah) sezvaraka denengurwa na Muhammad, svikiro ikurusa ye Chiisalama. Ndicho chinamato chipiri chikurusa pasirose chichitevera Ukristu, vatendi vacho vanozvika pakati pe 1-1.8 bhiriyoni pasirose, kana kuti chipandi (kureva quarter) che huwandu wevanhu we pasirose.