Saheru

Kubva Wikipedia
Saheru
mepu ye Saheru
mepu ye Saheru
Hurefu 4,800 km (3,000 mi)
Hupamhi 1,800 km (1,100 mi)
Ruwa 9,200,000 km2 (3,600,000 skw mi)
Zita
Zita renetivhi sa'hra
Tarichisi
Nyika Udorongodzwa
Mapangana 23°O 13°B Mapangana: 23°O 13°B 

Saheru (Chiarabhu: ساحل‎ sāḥil, Sahel; "kosti, hombekombe")[1] irhewumu reupangahwewa (ecoclimatic) ne rutaramhenyuchisi (biogeographic) yetransisheni muAfurika iri pakati peSahara kumaodzanyemba uye Savhana yeSudhani kuchamhembe . Ine hwewa hwe umhari (semi-arid), inotandamuka kuchingamira rumbariro rwe chamhembe-pakati che Maodzanyemba eAfurika pakati pe Gungwa re Atlandiki ne Bhahari Dzvuku.

Saheru chikamu cheAfurika chinosanganisa madokero ne mabvazuva ekumaodzanyemba eSenegaru, kuchamhembe cheMoritaniya, pakati peMaari, kumaodzanyemba eBhurukina Faso, uye kuchamhembe chaikoiko kweArujeriya ne Nayizhe, uye kumaodzanyemba chaikoiko kweNaijeriya, kumaodzanyemba chaikoiko kweKameruni uye Rudhende rwePakati peAfurika, pakati peChadhi, pakati ne kuchamhembe kweSudhani, kuchamhembe chaikoiko kweSudhani Chamhembe, Eriteriya ne kumaodzanyemba chaikoiko kwe Itopiya.

Nenhoroondo, madokero eSaheru anowanzo danwa se ivhu reSudhani (bilād as-sūdān بلاد السودان "Ivhu re Sudhani"). Bhande iri rakagadzwa pakati peSahara ne nzvimbo dze hombekombe reMadokero eAfurika.

Zita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Shoko rekuti "Saheru" rakatorwa kubva kuChiarabhu pashoko rekuti, الساحل al-sāḥil.[1] Sāḥil zvinoreva kuti "kosti, hombekombe", rinotsanangurwa richinzi rinoreva rutivi rwekuchamhembe cheruzhinji rweSahara.[2][3] Asi vamwe vanoti rakabva parimwe shoko reChiarabhu rekuti سهل sahl "rubaya".[4]

Tarachisi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Saheru rinotora 5,900 km (3,670 mi) kubva kuGungwa reAtlandiki kumadokero eBhahari Tsvuku kumabvazuva, mubhande rinosaiyana siyana kubva kuzviuru zvemakiromita (c. 600 mamairi) muhupamhi, rinofukidza ruwa re 3,053,200 maskweya kiromita (1,178,850 skw mi).

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. 1.0 1.1 "Archive copy". Archived from the original on 2016-07-29. Retrieved 2021-11-29. 
  2. https://archive.org/details/asystemmodernge01huntgoog
  3. "Archive copy". Archived from the original on 2021-11-29. Retrieved 2021-11-29. 
  4. https://books.google.com/books?id=-eFVAAAAcAAJ&q=sahel+%D8%B3%D9%87%D9%84&pg=PP117