Kiwanga
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuVaWanga)
Kiwanga kana Wanga mutauro weBantu unowanikwa kuKenya.
Mazwi Anotodza Shona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaWanga vanoti okhubola (rot; go bad; putrefy) kureva kuwora.
- Kiwanga inoti omwana (child) kureva mwana.
- Kiwanga inoti amachisi kana -bisi (unripe, green) kureva chimbishi.
- Kiwanga inoti amafwi (human feces) kureva dhodhi kana mavi.
- Kiwanga inoti amakhono (hands as working agents) kureva mawoko.
- Kiwanga inoti amakhumi kana exhume (ten) kureva makumi - sokuti amakhumi kabiri - makumi maviri.
- Kiwanga inoti amayu kana obuyu (warm, fresh).
- Kiwanga inoti elino (tooth) kureva zino.
- Kiwanga inoti eshialo (country, world, land) kureva nyika.
- Kiwanga inoti eshirefu (beard) kureva ndebvu.
- Kiwanga inoti eshirima (darkness) kureva rima.
- Kiwanga inoti eshirimi (speech impediment, lisp) kureva chirimi.
- Kiwanga inoti eshiro (night) kureva husiku. Mushiro (at night).
- Kiwanga inoti eshisoma (alone, used of someone living alone) kureva munhu angora ega.
- Kiwanga inoti eshuma (string of beads) kureva chuma.
- Kiwanga inoti eshilemba (turban) kureva chiremba.
- Kiwanga inoti ewe (you).
- Kiwanga inoti amatsi (water) kureva mvura.
- Kiwanga inoti ikanzu (long cotton or calico robe worn by men) kureva hanzu.
- Kiwanga inoti ikwena (crocodile) kureva ngwena.
- Kiwanga inoti imbolo (penis) kureva mboro.
- Kiwanga inoti imbusi (goat) kureva mbudzi.
- Kiwanga inoti amatsi (water) kureva mvura.
- Kiwanga inoti imbalikha (polygamy) kureva barika.
- Kiwanga inoti imbeba (rat) kureva mbeva.
- Kiwanga inoti imbwa (dog) kureva imbwa.
- Kiwanga inoti imero (nature; life; make-up; habits; customs).
- Kiwanga inoti indaa (louse) kureva inda.
- Kiwanga inoti indama (cheek) kureva dama.
- Kiwanga inoti ing'oma (drum) kureva ngoma.
- Kiwanga inoti ing'ombe (cow, bull etc) kureva mombe.
- Kiwanga inoti ingore (a large bunch of bananas) kureva chingore.
- Kiwanga inoti ingwe (leopard) kureva ingwe.
- Kiwanga inoti injuku (peanut; groundnut) kureva nzungu.
- Kiwanga inoti inyama (meat, flesh) kureva nyama.
- Kiwanga inoti inyambukho (ford) kureva zambuko.
- Kiwanga inoti inyanza (sea; lake) kureva nyanza.
- Kiwanga inoti inzala (hunger; drought; famine; time of scarcity of food.) kureva nzara.
- Kiwanga inoti inzofu (elephant) kureva nzou.
- Kiwanga inoti iswa (flying ant) kureva ishwa.
- Kiwanga inoti libafu (bath) kureva bhavha.
- Kiwanga inoti likhanga (guinea-fowl) kureva hanga.
- Kiwanga inoti amakhuwa (affair; business; word) kureva guhwa.
- Kiwanga inoti likhuyu (fig) kureva mawuyu.
- Kiwanga inoti amamera (yeast, often from finger millet) kureva chimera.
- Kiwanga inoti liuto' kana lihuto (ostrich). Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rokuti Mauto?.
- Kiwanga inoti mukari (inside) kureva mukati.
- Kiwanga inoti mulwalo (underneath; below; mulwalo we imesa 'under the table) kureva muzasi mechinhu chinorehwa.
- Kiwanga inoti muzinga (cannon).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kiwanga inoti amabeere (milk) rinoreva mukaka.
- Kiwanga inoti amabere (millet). Mamwe mazwi: ichai (tea).
- Kiwanga inoti amakaka kana likaka (thorny branches used to close off path).
- Kiwanga inoti amaloba (grains of earth found in rice or vegetable). Zvichida iwi iri rinotodzana nezita rokuti Marowa?
- Kiwanga inoti amamira (mucus from the nose). Mamwe mazwi: amare (saliva, spittle).
- Kiwanga inoti amanyi kana amenyali (urine, semen).
- Kiwanga inoti eshiangwe (a sponge). Mamwe mazwi: imbale (pebble).
- Kiwanga inoti eshima (custom, habit).
- Kiwanga inoti eshiungo (a join). Mamwe mazwi: imondo (gizzard; umbilicus; navel).
- Kiwanga inoti ifubu (hippopotamus).
- Kiwanga inoti imbala (scar; mark; brand; blemish).
- Kiwanga inoti ingara (head-pad, ring-shaped pad made of grass, banana-bark, etc., for supporting a load on the head).
- Kiwanga inoti inyanya (tomato). Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rokuti Manyanya?
- Kiwanga inoti litara (village; kraal; group of houses belonging to members of a family, the father and his wives, and the married sons).
- Kiwanga inoti okhuruka (rule; govern; control; manage; tame and keep animals).