Bhavha

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Bhavha kana bhavhu (bath) zvinoreva zidhishi zihombe rinogezerwa muviri.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaWanga vanoti libafu (n. bath) vachireva bhavha.
  • VaLuba vanoti mbaafu (bath) kureva bhavha.
  • VaIkizu vanoti ibhafu (bathroom) kureva bhavha kana bhavhu.