Kuwora

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuwora, kuvora kana kuora (to rot, spoil) zvinoreva kushata kwechinhu chakadai sechikafu.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaYao vanoti chifunde (beer or food that has lain for some time and so has become bad) vachireva chokudya chakawunda.
  • VaGanda neMaZulu vanoti vunda (to rot; to decay; to go bad; to get spoiled) vachireva chokudya kuwunda kana kuvunda.
  • VaHerero vanoti uora kana ora (rot; rotten). VaLozi vanoti -shasha (v.i. to turn sour, to become rancid) - zvichida vachireva kushisha.
  • VaNyungwe vanoti -bvunda (rot) kureva kuwora. VaKagulu vanoti -funda (v. decompose) vachireva kubvurunuka kana kuwunduka?