Marowa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Marowa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Leon Marowa; Charles Marowa; Tendai Marowa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLenje vanoti lilowa kana malowa (soil, earth) kureva dhaga. Mamwe mazwi: wulowa kana malowa (n. blood) vachireva ropa.
  • VaLenje vanoti lowa (fish with line and hook) kureva kuraura. Nsenga vanoti kuloba (v. to fish with a hook).
  • VaZigula vanoti kulowa (v. to fish) kureva kuredza. VaBukusu vanoti khuuloba (v. hook, angle, fish with line and hook).
  • Bavili vanoti lowu (v. fish with a line). Yao vanoti lilowe (n. sound) kureva izwi. Nsenga vanoti kuloba (v. cut marks on the body).