Zambuko

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search


Zambuko (ford on a river).

Gweke (ford on a flat rock) izambuko parukova riri pane dombo rakatambarara.

Mazambuko makuru muZimbabwe anosanganisira ari: Beitbridge, Kariba, Chirundu, Victoria Falls, neBirchenough.

Zvirevo[chinja | edit source]

  • Mvura inoshinyira ngeiri pazambuko. The most threatening floods are those at a ford.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti umugogo (foot bridge) rinotaurwa mururimi rweKinyarwanda. Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rokuti Mugogo?
  • Izwi rokuti urutindo (bridge of poles) rinotaurwa mururimi rweKinyarwanda. Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rokuti Chatindo?