Svetuka kuchirochemo

Zaire

Kubva Wikipedia
Zaire
Gutaguru Kinshasa

4°19′CA 15°19′MA

Mutauro wechihofisi: Chifurenji
Mitauro ye chihofisi:
Mapoka eMachava: Ringai Mapoka eMachava
Chinamato:

(1986)

  • 50% Roman Catholic
  • 20% Protestant
  • 10% Kimbanguism
  • 10% Uyisalama
  • 10% Zvimwe (Baluba, Bantu)
Zitapiri: Zairian
Hurumende: Rudhende rwe Umtungamiriri rwaive:
  • Unitary Mobutist bato-rimotsi
  • Zasi pe tolitari militari dhikitekita
Vamtungamiri
• 1971–1997 Mobutu Sese Seko
Vamtungamiri-piri:
• 1977–1979 (first) Mpinga Kasenda
• 1997 (last) Likulia Bolongo
Legislature Legislative Council
Historical era Hondo Itonho
• Coup d'état 24 Mbudzi 1965
• Country renamed 27 Gumiguru 1971
• Constitution

promulgated

15 Nyamavhuvhu 1974
• Mobutu overthrown 16 Chivabvu 1997
• Death of Mobutu 7 Gunyana 1997
Ruwa:
• Hwerengo: 2,345,409 km2 (905,567 sq mi)
• Mvura (%) 3.32
Huwandu:
• 1971 18,400,000
• 1996 46,498,539
GDP (nominal) 1983 estimate
• Hwerengo: $83 billion
HDI (1990 formula) 0.294

low

Mari: Zaïre (ZRN)
Zoni ye nguva: UTC+1 to +2 (WAT and CAT)
Divi rokutyaira: right
Khodhi yekufona: +243
ISO 3166 code ZR
Internet TLD .zr
Yakatevera: Yakateverwa ne:
Kinshakongo
KinshaKongo
MONUSCO
Nhasi chikamu che: Utemabanze weRudhende rweVukongo

Zaire, pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Zaire (Fur: République du Zaïre), waive Muvuso we Rukongo kubva muna 1971 kusvika muna 1997, waive wakagadzikwa kuUpakati we Afurika, uye murizvino yave kunzi Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo. Zaire neruwa, yaive, nyika yechitatu pakukura muAfurika (ichitevera Sudhani ne Arujeriya), uye yaive nyika yechiguminerimwe pasirose pakukura. Nehuwandu hwadarika 23 miriyoni vagari, Zaire yaive nyika yeUrufuranzi (kureva Francophone) muAfurika, uye yaive pakati penyika dzaive nehuwandu huzhinji muAfurika.

Template:Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo