Luhya
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuVaBukusu)
When the hare was sitting next to the park
Mazwi Anotodza Shona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Izwi rokuti imbwa (dog) rakafanana kuLuhya neShona.
- Izwi rokuti ingwe (leopard) rakafanana kuLuhya neShona.
- VaLuhya vanoti olufu (death) kureva rufu.
- VaLuhya vanoti nyina (his/her/its mother) kureva amai vake.
- VaLuhya vanoti ing'ombe(cow) kureva mombe.
- VaLuhya vanoti obulalo(bridge) kureva zambuko.
- VaLuhya vanoti oluchendo (journey) kureva rwendo.
- VaLuhya vanoti eshialo (earth) kureva nyika.
- VaLuhya vanoti injira (way) kureva nzira.
- VaLuhya vanoti eshibi (sin, bad, evil) kureva chivi.
- VaLuhya vanoti oluchera (rainbow) kureva murarabungu. Saruchera izita remhuri.
- VaLuhya vanoti likhanga (guinea-fowl) kureva hanga.
- VaLuhya vanoti amakhwana (twins) kureva mapatya.
- VaLuhya vanoti imbusi (goat) kureva mbudzi.
- VaLuhya vanoti ininga (a pigeon). Manhinga izita renzvimbo iri muZimbabwe.
- VaLuhya vanoti amabeere (milk) kureva mukaka.
- VaLuhya vanoti omuliro (fire) kureva moto.
- VaLuhya vanoti omulosi (witch) kureva muroyi.
- VaLuhya vanoti omundu (person) kureva munhu.
- VaLuhya vanoti omurumwa (messenger) kureva mutumwa.
- VaLuhya vanoti omwoyo (heart) kureva moyo.
- VaLuhya vanoti mukhanwa (in the mouth) kureva mukanwa.
- VaLuhya vanoti eshiro (night) kureva chiro.
- VaLuhya vanoti omulimo (work) kureva basa kana murimo.
- VaLuhya vanoti omulwale (sick person) kureva murwere.
- VaLuhya vanoti omwana (child) kureva mwana.
- VaLuhya vanoti mabele (maize; corn) kureva chibage kana chibere.
- VaLuhya vanoti ifula (rain) kureva kunaya kwemvura.
- VaLuhya vanoti omukabi (one who dishes out food) kureva mugoveri.
- VaLuhya vanoti omukasi (woman) kureva mukadzi.