Kuoma

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuoma kana kuwoma (to be dry; to wither) zvinoreva kushaya mvura kana kupera mvura kwechinhu kana nzvimbo inotarisirwa kunge chiine mvura kana hunyoro.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaGiryama vanoti kuuma (to be dry) vachireva kuoma.
  • VaKongo vanoti kuuuma (to dry; absorb; get dry; evapourate) vachireva kuoma.
  • VaKikuyu vanoti kuoma (to wither; to get dry).