Kunenera

Kubva Wikipedia

Kunenera (speak against, blame) zvinoreva kutaura uchinongedza kuti munhu ndiye ane mhosva.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGiryama vanoti kunena kana kusema (speak) kureva kutaura.
  • VaGiryama vanoti kunenera (to speak for, speak against) kureva kurevera.
  • VaGiryama vanoti maneno (speech, case, subject of discussion, language) kureva nhaurwa'.
  • VaDigo vanoti kunena (to speak) vachireva kutaura.
  • VaDigo vanoti neno (word) vachireva izwi. Vanobva vati maneno (speech).
  • VaSwahili vanoti nena (1. speak, talk, articulate, 2. mention, speak of, talk about).
  • VaSwahili vanoti unenaji, uneni (sing. 1. power of speech, speaking. 2. fluency, eloquence. 3. turn of speech, manner of speaking).
  • VaSwahili vanoti neno, maneno (word, expression, utterance; 2. pl., rare language, dialect. 3. pi. discussion, debate. 4. statement, assertion. 5. important matter, affair, matter for concern).