Firan

Kubva Wikipedia

Firan mutauro unowanikwa kuNigeria.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Firan inoti i-nam (n. meat) kureva nyama.
  • Firan inoti ilem (n. tongue, language) kureva rurimi.
  • Firan inoti kubok (n. arm) kureva ruwoko.
  • Firan inoti rumo (v. bite) kureva kuruma.
  • Firan inoti kuren (v. fight) kureva kurwa.
  • Firan inoti kusu (v. wash) kureva kusuka.
  • Firan inoti uruk (v. exit) kureva kubuda. Fananidzai nokuti kuburuka.
  • Firan inoti tom (v. send) kureva kutuma.
  • Firan inoti nyin (n. tooth) kureva zino. Fananidzai nokuti kunyinura.
  • Firan inoti nyam (n. wild animal) kureva mhuka yemusango.
  • Firan inoti nyon (n. chicken) kureva huku. Ndbele inoti inyoni kureva shiri.
  • Firan inoti yisi (n. owl) kureva zizi.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Firan inoti zanta (n. mosquito) kureva umhutu. Mamwe mazwi: anet (n. person) kureva munhu.
  • Firan inoti maza (n. men) kureva varume. Mamwe mazwi: mata (n. women) kureva vakadzi.
  • Firan inoti yara (n. children) kureva vana vadiki. Mamwe mazwi: matasa (n. youth) majaya nemhandara.
  • Firan inoti ku-duŋ (n. rope) kureva tambo. Mamwe mazwi: ku-bɨŋ (n. pit) kureva gomba.
  • Firan inoti n̩tɔk̚ (n. salt) kureva munyu. Mamwe mazwi: ku-kun (firewood) kureva huni.
  • Firan inoti i-dzuwa (n. seed) kureva mbewu. Mamwe mazwi: i-dzuk (n. millet).
  • Firan inoti kuto (n. ear) kureva nzeve. Mamwe mazwi: inji (tooth) kureva zino.
  • Firan inoti ntsok (n. blood) kureva ropa.
  • Firan inoti adangu (n. friend) kureva shamwari.
  • Firan inoti jiren (n. name) kureva zita. Mamwe mazwi: kurum (n. tail) kureva murume.
  • Firan inoti kuruŋ (n. fire) kureva moto. Mamwe mazwi: kuta (n. stone) kureva dombo.
  • Firan inoti itsom (n. iron) kureva simbi. Mamwe mazwi: tsom (n. money) kureva mari.
  • Firan inoti ruwan (n. bow) kureva uta.
  • Firan inoti kan (white) kureva huchena. Mamwe mazwi: uwe (black) kureva hutema.
  • Firan inoti sin (red) kureva tsvuku.
  • Firan inoti tsan (left) kureva ruboshwe. Mamwe mazwi: kjom (right) kureva rudyi.
  • Firan inoti sok (v. take) kureva kutora. Mamwe mazwi: tsen (v. walk) kureva kufamba.
  • Firan inoti Punom (n. God) kureva Mwari.
  • Firan inoti zek (large river) kureva rwizi. Mamwe mazwi: kutsen (n. stream) kureva rukova.
  • Firan inoti ada (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: ade (n. mother) kureva amai.
  • Firan inoti gwom (n. King, chief, ruler) kureva mambo, ishe kana mutongi.
  • Firan inoti kundalan (length) kureva hurefu. Mamwe mazwi: ndala (n. long) kureva refu.
  • Firan inoti kutama, kutak (n. foot) kureva tsoka.
  • Firan inoti tsok (n. buttocks) kureva magaro. Mamwe mazwi: nyisi (n. tear) kureva musodzi.
  • Firan inoti atom (aardvark) kureva hweru.
  • Firan inoti tselem (n. Nile crocodile) kureva garwe.
  • Firan inoti hyen (n. snake - generic) kureva nyoka.
  • Firan inoti nyale (n. cattle egret) - zvichida vanoreva fudzamombe?


Nhamba[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

ChiShona Firan English
Posi Zini One
Piri Kafa Two
Tatu Katat Three
Ina Kanas Four
Shanu Katon Five
Tanhatu Ketitat Six
Nomwe Kanetat Seven
Sere ekara Eight
Pfumbamwe Kunun Nine
Gumi Akpop Ten


Kwakawanikwa Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

[1]

  1. https://www.sil.org/system/files/reapdata/75/88/46/75884627037249617316156296886611417160/JLSR2021_002.pdf