Misodzi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMusodzi)

Misodzi (tears in English) mutuvi unobuda mumaziso kana munhu ari kuchema kana kuti maziso atosvorwa kana kupindwa nemhepo zvakanyanya. Musodzi unogadzirwa netsatsadzi (glands) dziri pasi pemaziso.

Rukunga (mourning wail) kuridza mhere yekuchema rufu.??

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ndomene haichemedze. Apa kureva - chinhu chawazvitsvagira kana kuzvitangira hachifaniri kukutambudza kana chaipa takafamba neinoti mazvokuda mavanga enyora.
  • Apunyaira haashayi misodzi. (One who has become emotionally upset does not lack tears; viz. Exertion brings some reward).

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • .... kwaiyapo kuchema kukurutu pakati pevaJudha, kuera kudya, kutsumba nokuboorera:there was great mourning among the Jews, with fasting, weeping and wailing. (Esther 4:4 mBhaibheri reChiNdau).
  • .... asi Hamani wakakasira kuenda kumhatso yake echitsumba, but Haman rushed home with his head covered in mourning. (Esther 6:12, Bhaibheri reChiNdau).
  • Avo vanobata hove vanozotsumba, navo veshe vanokandira zviyedzo muNaire vanozochema...: Fishermen too will lament, all who cast hooks in the Nile will mourn (Isaiah 19:8, Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]