Kuburuka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuburuka, kudzira, kudzaka (Go down, to descend, to dismount) zvinoreva kubva panzvimbo yakakwirira uchienda pakaderera.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Kupfodzoka (to go down by falling?) kureva kudonha kubva pakakwirira.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Gudo rakaburuka mugomo richienda kurukova kunonwa [[mvura.
  • Sekuru Chamapiwa vaburuka hedge masikati ano vachasvika kumba zuva rodoka.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]