Kuruma

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuruma (to bite) zvinoreva kumbanidkira chidyo kana chimwewo chinhu pakati pemazino.

Zvirevo[chinja | edit source]

  • Kurumwa nechekuchera (to be bitten by that which you seek) zvinoreva kukuvadzwa nechinhu chawakazvitsvagira.
  • Hwoni hwenyoka kuruma chaisingadyi. It is the malice of a snake to bite that which it will not eat.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]