Democratic Republic of the Congo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
République Démocratique du Congo
Repubilika ya Kongo Demokratika
Republiki ya Kɔ́ngɔ Demokratiki
Ditunga día Kongu wa Mungalaata
Flag of the Democratic Republic of the Congo.svg Coat of arms of the Democratic Republic of the Congo.svg
National motto: Justice, Paix et Travail
Democratic Republic of the Congo (orthographic projection).svg

Democratic Republic of the Congo inyika iri pakati peAfrika. Nyika iyi yakambodanwa kunzi Zaire.

Guta guru racho iKinshasa.

Vatungamiri veDRC[chinja | edit source]

Vamwe Vanozivikanwa[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaBukusu vanoti luukoongo (n. hilly area, ridge of country, dry area (opposed to river), mountain, abyss, chasm, precipice, landmass, plain, country, state, district).
  • VaTiriki vanoti vukhongo (size, bigness) kureva hukuru. Mamwe mazwi: -khongo (n. big, large, important) kureva hukuru kana kukosha.
  • VaTiriki vanoti khukhongoha (become bigger, larger, increase in size) kureva kukura. VaWanga vanoti obukhongo (n. size, bigness).
  • Zigula vanoti kukonga (begin). Mamwe mazwi: kikongo (n. source; beginning). Mamwe mazwi: nkongo kana nkongelo (a beginning).