Kambodhiya

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuCambodia)
Kingdom of CambodiaPreăh Réachéanachâk Kâmpŭchéa
Rwiyo: Nokor Reach, "Majestic Kingdom"

Kambodhiya (kureva Cambodia muchiKhimeri: Khmer: កម្ពុជា; KUREVA: Kâmpŭchéa; ព្រះរាជាណាចក្រកម្ពុជា; KUREVA: Preâh Réachéanachâkr Kâmpŭchéa) kana Kambodhya pachihofisi ichinzi Umambo we Kambodhiya, inyika iri kunyikahuru ye Chamhembechemabvazuva che Ezhiya inotora ruwa rungasvika 181,035 skweya makiromita (69,898 skweya mitanho), yakaganhurana ne Vuthayi kumaodzanyembaemadokero, Raosi kumaodzanyemba uye Vhiyetinamu kumabvazuva uye Gahwi re Vuthayi kuchamhembechemadokero. Gutaguru rayo uye guta rinehuwandu hwe vagari huzhinji iPhnom Penh.



Ezhiya

Afughanistani · Arumeniya · Azeribhaijani · Bhahareyini · Bhangaladhesha · Bhuruma · Bhurunei · Bhutani · Chayina · India · Indonezha · Irani · Iraki · Isiraeri · Istimuri · Japani · Jojiya · Jorodhani · Kambodhiya · Kazakhistani · Kerigistani · Koriya Chamhembe · Koriya Maodzanyemba · Kuwayiti · Morudhivhi · Mongoriya · Neparu · Omani · Pakistani · Kataa · Raosi · Rebhanoni · Rhashiya · Saipurasi · Saudhi Arabhiya · Sin'apowo · Sri Lanka · Siriya · Tajikistani · Turuki · Turukimenistani · Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu · Uzibhekistani · Vhiyetinamu · Vufiripina · Vumalayi · Vuthayi · Yemeni