America (dzose)

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Americas (orthographic projection).svg

America zvinokwanisa kureva dunhu rinosanganisira North America neSouth America.

Zita rekuti America rakapiwa nevarume vanoti Martin Waldseemüller naMatthias Ringmann, vachitora zita remurume ainzi Amerigo Vespucci anova ndiye akatanga kutaura kuvanhu vaibva kuEurope kuti nzvimbo iyi haisi India asi raitova rimwe dunhu ravaisaziva.