2022

Kubva Wikipedia
2022
Wurukati: Wurukati riTatu
Zanakati: Zanakati re Makumimairi

Zanakati re Makumimairi-nemotsi

Zanakati reMakumimairi-nembiri

Gumikati: Ma2000 | Ma2010 | Ma2020 |

Ma2030 | Ma2040

Makore: 2020 | 2021 | 2021 | 2022 | 2023 | 2024 |

2025 | 2026 | 2027 | 2028 | 2029

2022 (sn. zvuruzviiri namakumimairi-nembiri) igore razvino, uye iGore rakatanga pamusi waMugovera weKarenda ya Gregori, gore ra2022 re Zera riNjee (Common Era) uye Ano Dhomini (AD), gore rechi-22 reMileniyamu ye chi-3 ne Zanagore 21, uye gore rechitatu re dhekedhi re makore echi2020.

Mubatanidzwa we Nyika Pasirose wakazivisa muna2022 se Gore reUdandiranyika reArtisanal Fisheries ne Aquaculture, Gore reUdandiranyika rweSainzi dziri Basic dze Sustainable Development, Gore reUdandiranyika reSustainable Mountain Development, uye Gore reUdandiranyika rweGirazi.

Muna Kukadzi, Rhashiya yakatanga kuimvedha Vukireni izvo zvakakonzera kushorwa nePasirose uye zvirango (sanctions), kutamiswa kwevanhu vanopfuura 2.5 mamirioni eMayukureniya uye mhirizhonga yakakura kwazvo muYuropu kubva Hondo Yepasirore Yechipiri.

Zviitiko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ndira[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ndira 1 - The Regional Comprehensive Economic Partnership, nzvimbo huru yekutengeserana pachena pasi rose, inotanga kushanda kuOstireriya, Bhurunei, Kambodhiya, Chayina, Japani, Raosi, Nyuzilendi, Sin'apowo, Vuthai ne Vhiyetinamu.[1]

Ndira 2 -

  • Abdalla Hamdok anosiya basa seMutungamiriri weSudan pakati pekuratidzira kunouraya.[2]
  • Kusagadzikana kwe2022 kuKazakh kunotanga nekuda kwekukwira kwemitengo yemafuta.[3]

Ndira 4 - Chayina, Furanzi, Rhashiya, Bhuritani ne Amerika - nhengo shanu dzechigarire dze Security Council ye Mubatanidzwa weNyika Pasirore - dzinopa chirevo chisingawanikwe chakabatana chinosimbisa kuti "hondo yenyukireya haigone kuhwina uye haifanirwe kurwiwa."[4]

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. https://www.scmp.com/economy/global-economy/article/3161707/what-rcep-worlds-largest-free-trade-deal-under-way
  2. https://www.cnn.com/2022/01/02/world/sudan-protest-killed-anti-coup-security-forces/index.html
  3. https://eurasianet.org/kazakhstan-gas-price-hike-fuels-zhanaozen-protests
  4. https://www.smh.com.au/world/europe/no-one-can-win-a-nuclear-war-superpowers-release-rare-joint-statement-20220104-p59lmf.html