Kebheki

From Wikipedia
Quebec province topographic map-fr.svg

Kebheki (Nge: Quebec, Fur. Québec) inzvimbo ye Kanadha riri pa Gungwa re Atlandiki pakati pemuromo we Rwizi Saint Lawrence ne Ghuva re Hudson. Inotora ruwa rinosvika 1,542,056 km² ndiyo futi nzvimbo yakurisa ye Kanadha pakati pedzose. Kune vagari vanosvika 7,546,131. Yakaganhurwa ne Ontario, New Brunswick (Nyubrunzwiki) ne Newfoundland and Labrador (Nyufaundilendi ne Labhuredha). Kebheki iruwa rinehuwandu hwevagari vanotuara Chifuranzi kusiyana nemamwe masteti eKanadha anotaura Chingezi. Yakambowa koloni ye Furanzi kubva muZanagore re17 uye vagari vechiFuranzi vakawaka madzimba avo ipapo. Vakachengetedza tsika dzavo mumakore akateera hondo yakaendera makore nomwe (1756 - 1762) munguva yakaimvedhwa kolini ne Bhuritani uye ikava teritori yeVangezi. Mufuranzirume wekutanga kusvika muKebheki aive Jacques Cartier.

Kepitau yayo iGuta re Kebheki, ndiro guta hora muMaodzanyemba eAmerika. Steti ye muzinda uye yechipiri pakukura muKanadha ndi Montreal.

Puraimu Minista: François Legault (CAQ)