Mitauro ye Chiindo-Yuropu
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMitauro yeIndo-Yuropu)
![](http://upload.wikimedia.org/wikipedia/commons/thumb/8/80/Indo-European-speaking_world.png/467px-Indo-European-speaking_world.png)
Mitauro ye Chiindo-Yuropu (Chingezi: Indo-Europe languages) kana Chihindi-Yuropu ndivo mitauro ine nharaunda yakura pa pasirose. Zvinofungidzirwa kuti pane 445 mitauro ye Indo-Yuropu, uye 3.2 bhiriyoni vatauri mumakondinendi (46% yehuwandu nhasi).
Ruzhinji rwunoverengerwa kunhoroondo yekukoroni yeYuropu mutauro unotumira iyo Yuropu kutenderera pasirese.
Mitauro ine vanopfuura mamirioni zana vatauri ndeiyi: Chispeini, Chingezi, Chihindustani (Hindi / Urdu), Chiputukezi, Chibhengali, Chipunjabhi uye Chirhashiya.
Mumwe mitauro unopfuura 50 mazanana yehuwandu hwevatauri, senge uyu: Chijerumani, Chifurenji, Chimarati, Chiitari ne Chiperusiya.