Burkina Faso

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Burkina Faso
Flag of Burkina Faso.svg Coat of arms of Burkina Faso.svg
National motto: Unité, Progrès, Justice
LocationBurkinaFaso.svg

Burkina Faso inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumadokero kweAfrica ine nharaunda iri murumana rweskweya yekiromita 274,200. Burkina Faso yakakomberedzwa nenyika nhanhatu dzinoti: Mali kumaodzanyemba; Niger kumabvazuva; Benin kukumabvazuva kwechamhembe; Togo neGhana kuchamhembe; uye Ivory Coast kumadokero kwechamhembe. Gutaguru reBurkina Faso rinonzi Ouagadougou. Mugore 2010, nyika iyi yakanga ine hugari hwevanhu huri pasi pemamirioni 15.75.