Chiitari

Kubva Wikipedia
Chiitari chakanyorwa

Chiitari (kureva Italian) kana Chiitali mutauro unotaurwa kuItari. Chiitari Mitauro ye Chirhoma seChifurenji, Chispeini, uye Chiratini, Chiputukezi ne Chiromania. Pamusoro pezvo Chiitari chinotaurwa mudzimwe nyika dze Afurika seEriteriya, dzimwe nzvimbo muItopiya, Somariya, ne Ribhiya.