Moroko

From Wikipedia
(Redirected from Morocco)
المملكة المغربية Al-Mamlaka al-Magribiya ⵜⴰⴳⵍⴷⵉⵜ ⵏ ⵓⵎⵕⵕⵓⴽ Tagelda n l'Merruk
Flag of Morocco.svg Coat of arms of Morocco.svg
National motto: Allāh, al-Watan, al-Malik
Morocco WS-included (orthographic projection).svg

Moroko (kureva Morocco) pachihofisi inonzi Umambo we Moroko, inyika irikumadokero-dokero eMaghirebhi kuchisi che Maodzanyemba e Afurika. Inoringa ichisiya Bhahari re Medhiteraniya riri kumaodzanyemba ne Gungwa re Atlandiki kumadokero, uye inoganhurana ne Arujeriya kumabvazuva, ne Sahara Madokero kuchamhembe.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze