Ghini

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuGuinea)
Rudhende rwe Ghini
National motto: Travail - Justice - Solidarité

Ghini (kureva Guinea) pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Ghini (Fur: République de Guinée), inyika nyika yechikosti iri kuMadokero e Afurika. Inoganhurana ne Gungwa re Atlandiki, Ghini-Visawu kumaodzanyembaemadokero, Senegari kumaodzanyemba, Maari kumaodzanyembaemabvazuva, Khote Dhi Vhwa kuchamhembechemabvazuva, uye Siera-Leyoni ne Ribheriya kuchamhembe. Dzimwe nguva inombodanwa ichinzi Ghini-Konakiri sokutodza gutaguru rayo Konakiri, kuisiyanisa nemamwe materitori murhijoni iyoyo senge Ghini-Visawu ne Ghini YoMutsazanisi. Ine huwandu hwe vanhu we 13.5 miriyoni ne ruwa rwe 245,857 skweya makiromita (94,926 sk mi).

Vanhu vekuGhini vanonzi Vaghini uye munhu mumwechete anonzi Mughini/Mghini.



Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze