Svetuka kuchirochemo

Muvuso

Kubva Wikipedia

Vara rokuti muvuso riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi State kuEnglish - sokuti State Coffers zvichireva homwe yemari yenyikatongwa.

State - of or relating to the central civil government or authority.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Baila vanoti mubuso (n. kingdom) vachireva hushe. VaVenda vanoti shango, muvhuso kana mivhuso (n. State) kureva muvuso.
  • Barotse vanoti muuso, mubuso kana mibuso (n. government, state, kingdom). Mamwe mazwi: Mubusi kana babusi (n. ruler, monarch - from -busa).
  • BaKalanga vanoti mbuso (government; reign) vachireva hutongi kana hushe. VaTumbuka vanoti kuvusa (govern, rule, reign) vachireva kutonga nyika.
  • MaZulu vanoti ukubusa (government) vachireva kutonga nyika. MaZulu vanoti umbuso kana imibuso (Dominion, kingdom, real) vachireva muvuso.
  • Nsenga vanoti kubusa (v. to reign, to govern) kureva kutonga nyika. Mamwe mazwi: mbuso (n. kingdom). Libuso (n. a ruler).